Vhangeri ra Ruka
<<<< Mako | >>>> Johani |
---|
Vhangeri ra Ruka (kureva Zvidzidziso zva Ruka) ivhangeri rechitatu pakati pemana emuBhaibheri reChikristu uye riri muchikamu chemavhangeri matatu enzwisiso-imwe. Rinotaura nezve mavambo, kuzvarwa, ushumiri[C 1], rufu uye kuzuruka kwa Ishe Jesu. Pamwe ne Zviito zve Vatume, dzinosika basa rine mavhuryumu maviri anodanwa nevaskola kunzi Ruka–Zviito, anotora 27.5% yehuwandu hwe Testamende Ritsva. Mabasa aya akasanganiswa anopatsanura nhoroondo ye Zanagore-Rokutanga reChikristu mudzighamurwa[C 2] nhatu, vhangeri richitora zvikamu zviri zvaro okutanga – hupenyu hwa Jesu Muishe kubva pakuzvarwa pake kusvika pakutanga pedonzvo rake mukusanga kwake naJohani Mubhabhatidzi, kuteverwa kwake ne ne ministri yake nezviitiko zvinosanganisa Kuparidza kwa Jesu paMukwidza[C 3] ne Miropafadzo[C 4], uye shungu, rufu, ne rumuko rwake.